Mabasa aVapostori ibhuku reBhaibheri rinorondedzera mabasa akaitwa nevadzidzi vaJesu Kristu mushure mokumuka kwake kubva kuvafi. Chikamu chikuru chebhuku iri chitaura kuparidzwa kweShoko raMwari kunze kwenyika yeIsrael vadzidzi vachienda kuCorinth, Ephesus, Greece, Macedonia, Rome nedzimwewo nyika.

Pachitsauko 13 Mwari vanozvitsaurira Saul naBaranabas kuti vaparidze shoko kunyika dzekunze kweIsrael; mushure mezvi chikamu chikuru chebhuku chinenge chotevedza nzendo dzakafambwa naPaul achiparidza shoko uye kutambudzwa kwaakaitwa nokuda kwezita raJesu.

Mitauro yeBantu chinjirudza