Mabenge sezita
Mabenge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Tembisa Mabenge; Prisca Mabenge; Nadine Mabenge; Ncebakazi Mabenge.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Ngala vanoti libenge (potato, sweet potato). Civili vanoti beengë (v. to ripen; to become red) kureva kutsvuka.
- Lubwisi vanoti kabenge (n. accident) kureva tsaona. Mamwe mazwi: kubhenga (v. refuse, reject).
- Sangho vanoti benge (poison test) kuyedzwa nemuteyo. Elip vanoti ì≠bèⁿgé (n. bell) kureva bhero.
- Sangho vanoti bëngö (v. ripening, redness) kureva kuyibva kana hutsvuku.