Huyu

(runangakatsva kubva kuMado)

Huyu zinga kana kuti ipe (honeycomb) chiumbwa chinoumbwa nenyuchi dzichizogadzira uchi imomo nokuberekera imomo. Huyu ine mado kana zvizinga zvine kuumbwa kwakaita gonyanhanhatu.

Bande rimwe pahuyu rinonzi nyere - cell of honeycomb.

Kurerutsa Mutauro Chinjirudza

  • Nyere (A very small and close apartment, as in a prison or in a monastery or convent; the hut of a hermit).
  • Nyereyegona rikagova zita remhuri.