Madodo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neCote d'Ivoire.

  • Vanhu vane zita iri: Gerard Madodo; Munashe Madodo; Tamara Madodo; Merveille Madodo; Madodo Samassa.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Venda inoti ludodo kana madodo pakuwanda (n. leg) kureva gumbo.