Maduro sezita
Maduro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Duro (resting place) zvinoreva nzvimbo yokuzorora pangava pachiteshi kana pane imwe nzvimbo
- Haana kana neduro avaro; anorara panze.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.