Dzvinyu

(runangakatsva kubva kuMadzvinyu)

Dzvinyu (Lizard in English) imhuka yemusango inokambaira pasi. Mhuka iyi ine makumbo mapfupi nemuviri wakareba nemuskwe murefu. Iri muboka remhuka dzinokambaira.

Mamwe mazwi anoreva dzvinyu anoti: mukotyo kana gondyo.

  • Dzvinyu kuzamba zuva huona bako.
  • Dzvinyu kuzambira zuva huona mwena.
  • Zvakanakira guvadombo ngemukadzi havazivani makwati. It is good for a rock lizard and his wife not to noticeeach other's scales.
  • Zvakanakira gwavava nomukadzi wake mubako nokuti hakuna anoziva mumwe kuti ane makwati. It is good for a rock lizard and his wife to be in a cave because neither notices the scales of the other.

Mitauro yeBantu

chinjirudza