Magomba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi. Izwi rokuti kugomba (complain about) rinoreva kunyunyuta.

  • Vanhu vane zita iri: Kudakwashe Magomba, Batanai Magomba, George Magomba.
  • Kugombana (commiserate).

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Mazita ari pedyo: Mugomba sezita' Chigomba sezita.