Magunda sezita

Mazita eMhuri

Magunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Kudzai Magunda; Douglas Magunda; Ruramai Magunda; Karabo Magunda.
  • Mazwi ari pedyo: Gunda sezita, Rugunda sezita, Rugundiya, kugunda.
  • Magunda kana gunda (Groundnut plant together with its fruit).
  • Gunda (Closely packed moving crowd). Regai kuita gunda: do not walk all bunched together.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Hadiyya inoti gunda (short, dwarf) kureva kupfipika. Gundukko (to be short).
  • Swahili vanoti gunda (be short in stature). Mamwe mazwi: gunda (musical instrument, horn).
  • Sangho inoti gunda (n. base, foundation; root, basis).