Mahere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Mahere; Phillip Mahere; Tonderai Mahere; Fadzayi Mahere.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ilihele kana amahele (File of people; string of cattle, row.). Sokuti: ihele lamabutho (a file of soldiers).
  • MaZulu vanoti ihele lezincwadi (a row of books). MaZulu vanoti amahele (Perforated, holey; full of holes or chinks). Sokuti: indlu imahele kureva imba ine maburi.
  • VaWabo vanoti mahele (n. misfortune; bad luck) kureva rushambwa. Mamwe mazwi: mahele (n. millet). Sangho vanoti mayele (carftiness, sly, scheming, manipulative).
  • VaHerero vanoti oruhere (flour). VaHerero vanoti oruhere (pap paste) kureva hupfu hwapambirwa mumvura.

Mazita ari PedyoEdit