Mahoro sezita
Mahoro izita remhuri rinowanikwa muMozambique, Kenya, Rwanda, neBurundi.
- Vanhu vane zita iri: Bernado Mahoro; Nyasha Mahoro; Kevin Mahoro, Simbarashe Mahoro.
- Mazita ari pedyo: Chihoro sezita, Kahoro sezita, Muhoro sezita, Horayi.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.