Mahwite izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farayi Mahwite; Kudzayi Mahwite; Tichaona Mahwite.
  • Hwiti uye hwitira (rapidity of movement) anoreva kukasira pakuita kana kufamba.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.