Maitiro ekuruka
Chinyorwa chino chiri kubatanidza mashoko anotaura kuruka.
- Kumininga (knit skillfully with hands; Move all the fingers at once). apa kureva kuruka nemaniti
- Kumininguka (Be, or be able to be, knitted skilfully).
- Kuminingura (Undo knitted object) apa kureva kurudunura chirurkwa.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- MaZulu vanoti luka (v. plait, weave) vachireva kuruka. Herero vanoti pamba (v. plait, weave; braid) vachireva kuruka.
- Chewa inoti kuruka (to weave a cloth, mat, hat, a web etc.; to plait hair).
- VaGwere vanoti kuluka (build, make, craft, construct, weave, sew).
- Kidawida inoti kuluka (v. plait, to weave, to spin) kureva kuruka.
- VaShambala vanoti ku-shonga kana ku-luka (twist).
- Lubwisi vanoti byakuluka (n. Crafts; handicrafts) kureva zvirukwa.