Majora izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa, Zambia, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Munyaradzi Majora; Majora Luhui; Leen Majora; Martha Majora.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kutuk inoti jora (n. pond) kureva dziva.