Makandu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nelius Makandu; Rapahel Makandu; Faustin Makandu; Paulin Makandu .

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Umbundu inoti okandu (n. side) kureva divi. Mamwe mazwi: kandula (v. canter, gallop).
  • Umbundu inoti kanduluka, tukuluka (v.a. emerge; emerge on the other bank). Mamwe mazwi: ekandu (n. crime).