Makangala izita remhuri rinowanikwa muTanzania, South Africa neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mandla Makangala; Robson Makangala; Naomie Makangala; Okonko Makangala .

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti likangala kana makangala pakuwanda (n. ceiling).
  • Nyanja inoti makangala (n. strips of bamboo or reed used to make a mat) kureva tsanga (kana mushenjere) dzakatsemurwa dzinorukiswa bonde.