Makaramu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Christopher Makaramu; Taonashe Makaramu; Tarzen Makaramu; Tafadzwa Makaramu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.