Makau izita remhuri rinowanikwa muKenya, Botswana neSouth Afrika.

  • Vanhu vane zita iri: Ben Makau, Alphonse Makau, Lilian Makau; Thapelo Makau.
  • Mazwi ari pedyo: Mukau sezita.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti makau (n. goblets; chalice).