Makumbila izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Karabo Makumbila; Bongani Makumbila; Masingita Makumbila; Lutendo Makumbila.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti likumbila kana makumbila pakuwanda (n. water melon) kureva nwiwa.
  • Maconde inoti -kumbila (n. drink) kureva kunwa.