Makundi izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Makundi; Sophia Makundi; Cecilia Makundi; Andrew Makundi .

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti likundi kana makundi pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka. Fananidzai nokuti gundamusaira.
  • Maconde inoti likuwa kana makuwa pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.