Makusha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Makusha; Benson Makusha; Rangarirai Makusha; Blessed Makusha.
  • Mupambadzi makusha kana chikushumuri (Spendthrift, a pesron who spends money in an extravagant or wasteful way) zvichireva munhu anokusha mari achishandisa zvinju nhando.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje vanoti kusha (v. Draw out, take out, put out, turn out). Mamwe mazwi: kuswa (From, out of, from the time of, since.).
  • VaLungu vanoti ukusha (to leave) kureva kubva panzvimbo. Bushong vanoti a kosha (n. all day).
  • Bushong vanoti makusha (n. lying, unreliableness; Untruth; adj. unreliable, untruthfulness) kureva manyepo.