Malalika sezita
Mulalika izita remhuri rinowanikwa muTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Simon Mulalika; Andrew Mulalika; Mamuu Mulalika; Irene Mulalika.
- Mazwi ari pedyo: Mararike sezita, Mulalika sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nyanja inoti mlalika (n. herald) kureva mushevedzeri. Mamwe mazwi: mlaliko kana malaliko (n. summons).