Mararike sezita
Mararike izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Jean Mararike; Fadzayi Mararike; Caroline Mararike; Claude Mararike vaiva mudzidzisi paUniversity of Zimbabwe.
- Mazwi ari pedyo: Mulalika sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Chewa inoti mlalika kana mlaliki (a herald). Mamwe mazwi: kulalika (to gather an army, proclaim; make known; summon for tomorrow, eg summon for a hunt tomorrow).
- Yao vanoti kulalika (to gather an army; to gather a caravan). VaRwanda vanoti kurarika (to invite, send to inform, hire).
- VaRundi vanoti kurarika (to line up workers, to hire workers) kuforesa vashandi kana kutora vashandi pabasa.
- VaKabwa vanoti -raarika (v. invite; announce; preach), kukoka, kuzivisa kana kuparidza. VaZigula vanoti kulalika (v. to spread news).
- Kimbundu inoti mulaleko (n. guest (derives from the verb kulaleka)). VaSena vanoti lalika (to announce) kureva kuudza.