Malema
Malema izita remhuri rinowanikwa kuZambia neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Matome Malema; Tshepo Malema; Pafyako Malema, Julius Malema mutungamiri webato reEFF.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti malema (n. character).