Mandinema

Mandinema izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kunema (to abuse jokingly) zvinoreva kutuka mukuseka.
  • Uye hapafaniri kuva nokufunga kusina maturo, kutaura kwoupenzi kana kunemera, izvo zvisina kufanira, asi zviri nani kuvonga: Nor should there be obscenity, foolish talk or coarse joking, which are out of place, but rather thanksgiving. (VaEfeso 5:4).

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti nema (to despise).