Mangombo izita remhuri rinowanikwa muMalawi neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Sephora Mangombo; Sophie Mangombo; Adeline Mangombo; Happy Mangombo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti ongombo (n. goat).
  • Herero vanoti omu-kova y'ongombo (n. goat skin).