Mangundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Mangundu Dingara; Anselma Mangundu; Tafadzwa Mangundu; Farai Mangundu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mbukushu inoti mangundu (n. September - beer made of honey).