Manhombo

Manhombo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mhondo kana nhombo (Small upper grindstone for snuff) apa kureva huyo ndiki inokuyiswa fodya yemumhuno.
  • Vanhu vane zita iri: Oscar Manhombo; Ruvarashe Manhombo; Joseph Manhombo.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti nombo (a prominent waist).
  • VaYao vanoti nombo (the fibres of bark cloth).