Manjenje izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Sezilda Manjenje; Marizeth Manjenje; Chipo Manjenje; Vimbai Manjenje.
  • njenje (ideo for being equal) inyaudzosingwi inoreva kuenzana.
  • Mazwi ari pedyo: Kanjenje sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chewa inoti manjenje (palsy, trembling of the limb).