Kanjenje sezita
Kanjenje izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Thandiwe Kanjenje; Bertin Kanjenje; Kamba Kanjenje; Bertrand Kanjenje.
- Mazwi ari pedyo: Manjenje.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.