Manjeya

Manjeya izita remhuri muZimbabwe.

  • Njeya (object or direction that is not straight) Injeya yomupinyi: That is a crooked handle. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Manjeya?

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti njeya (Thus, in yonder manner; Like yonder, such as that over there, at that distance) kureva sechocho.
  • Bambara vanoti jeya (vt. whiten, bleach; clean; clarify, clear of faults or wrongdoing). Mamwe mazwi: jeya (vi. become white; vi. become clean; be sure).
  • VaLenje vanoti cheya kana jeya (be deficient, lacking, diminish, decrease, abate) kureva chino chakaperevera kana chisakakwana.
  • VaTonga vanoti kuceya bulowa kana kuzeya bulowa (n. anaemia) vachireva chirwere cheropa anemiya.