Mano
Mano (plans; devices; schemes).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kutanda mano kana kuruka mano (to plan) vachireva kuronga mazano.
- Manomano (1. Calculated deception - unyengedzi, 2. Deceit. Lies. Crafty speech - runyengedzo.
- Upangamano webisho kana kuti upangamano webishingo (Operating philosophy).
- Muchenjebvu (n. a cunning one).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLenje vanoti mano (sense, intelligence, reason, wisdom, cleverness, knowledge) vachireva mano.
- Baila vanoti mano (cunning) kureva mano. Mamwe mazwi: chamano (cunningly, cleverly) vachireva kuva nemano.
- MaZulu vanoti luka (v. Go out to graze ; go foraging : spread out) vachireva kuenda kumafuro. Mamwe mazwi: Ngaugilulwle izinda6a (I was in quest of news).
- Kimbundu vanoti ndunge (n. cunning, ideal; mentality; mind; wisdom).