Mapenda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique, Congo, Kinshasa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Julio Mapenda; Joaquim Mapenda; Deborah Mapenda; Petronela Mapenda.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti penda (n. race; accordingly, influence).