Mapingure

Mapingure izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti kupingula (1. to give advice to a person concerning a lawsuit; 2. to pass judgement on, to condemn).
  • VaMambwe vanoti kapingula (adviser, assessor, interpreter, jury in court, sort of lawyer)
  • VaMambwe vanoti upingululo (the breaking of a judgement or verdict; the reasons given for doing so). Mamwe Mazwi: upinguzi (a judgement, verdict).
  • VaBemba vanoti pingula (decide). Mamwe mazwi: ubipingulo (decision). Mamwe Mazwi: bipingushi (judgement) kureva mutongo.