Mapudzi chirimwa chine dzinde rinotambarara chinokurira pasi semanhanga.

  • Mapudzi anowira kusina hari. Chirevo ichi chinotaurwa kureva kuti dzimwe nguva zvinhu zvakanaka zvinowanikwa neavo vasina hanya nazvo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza