Marere izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tarisai Marere; Ruth Marere; Farai Marere; Nyasha Marere.
  • Maminimini, Marere - izvi zvinhu zvinoshamisa, zvakarurama - astonishing and marvelous occurrence, sight or things.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bemba inoti malele (pretence) kureva kunyepera. Sangho inoti lele (n. bean) kureva bhinzi.
  • VaLenje vanoti malele (deceit, tricks) kureva hunyengeri. VaMambwe vanoti malele (trickery, fraud, magic) kureva mapipi.
  • VaGwere vanoti maleere (n. fungus). Baila vanoti malele kana malowe (n. an accident) kureva tsaona.
  • Mbugwe inoti rere (an adjective stem meaning sweet or nice). Mamwe mazwi: morere (adj. sweet).