Maringa

Maringa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Masimba Maringa; Vimbikai Maringa; Megan Maringa.

Mitauro yeAfrikaEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti linga kana malinga (n. stockade; fortification; wall of a village).
  • Duala vanoti malinga (n. anger, irritation; indignation).