Marungu sezita
Munene izita rinowanikwa muNamibia, Botswana, DRC neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Keatlaretse Munene; Andreas Munene; Hellena Munene; Anselm Munene; Daphine Marungu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikuyu inoti rungu kana marungu pakuwanda (n. calabash).