Masanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chiedza Masanga; Kudzai Masanga; Simon Masanga; Precious Masanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti sangu (n. concurrence; competition; rivalry) kureva makwikwi. Mamwe mazwi: -sanga (v. meet).
  • Bambara inoti sanga kana sangawuli (n. fashion; mode). Mamwe mazwi: -sangawuli (n. uniform).
  • Luganda vanoti okusanga (v. to meet).