Masembura

Masembura idunhu riri kuMashonaland Central pedyo neBindura.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi vanoti musempula (n. forced paid labour (from-sempula) kureva mushando wekumanidzwa nyangwe uchibhadharwa zvawo.
  • Baila vanoti ku sempa kana kusempula (to carry; to bear) vachireva kutakura.