Mashozhera

Mashozhera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • BaKalanga vanoti shozhela (look into; peep through, as through the window) kureva kudongorera.
  • BaKalanga vanoti shozhedza (cause to peep; cause to look into) kureva kudongoresa.