Masoneka izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Baraka Masoneka; Akhona Masoneka.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kusoneka (v. write) kureva kunyora. Fananidzai nokuti kusona.
  • Kimbundu vanoti musoneki (n. scribe, writer) kureva munyori.