Matarutse izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Kutaramutsa zvinoreva kumisa kana kuisa pachinhambwe chisiri pedyo.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Matarutse; Tendai Matarutse; Tawanda Matarutse.
  • Mazwi ari pedyo: Mataruka.
  • Kutaramuka zvinoreva kumira pachinhambwe usiri pedyo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti taluka (v. avoid). Mamwe mazwi: ukutalusha (v. distance; to put far apart).
  • Mambwe vanoti -talusya (to move off, take away, separate, cause to go away). Mamwe mazwi: -talukanya (to separate; to put far apart).
  • VaMambwe vanoti -talukana (to keep clear of one another, to be at a distance from one another).
  • Barotse vanoti -taluhanya (v.t. to distinguish, to separate, to classify to explain, to expound). Barotse vanoti -taluhana (to differ).
  • Lozi vanoti -talusa (v. explain, describe, define. to detail, to relate, interpret). Lozi vanoti -taluso (n. explanation; exposition, commentary).
  • Barotse vanoti -taluka (v.i. to be clear, sharp voice). Barotse vanoti italusa (to be evident, obvious manifest, unmistakable, clear, piain).