Matawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Fari Matawa; Jean Matawa; Simbarashe Matawa; Stanley Matawa.
  • Mazwi ari pedyo: matawa kureva datya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.