Mateveke

Mateveke izita remhuri muZimbabwe. Rinorevei zita iri?

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti teba kana tebeka (Show wilful disregard; be indifferent). Mamwe mazwi: teba ( wear garments carelessly as to show a division).
  • VaGwere vanoti kuteeka (v. settle, calm down, become quiet). VaGwere vanoti kuteeca (settle a liquid) kureva kugadzanisa mabvondwe.
  • VaGwere vanoti kuteeka aamo (v. put together. kuteekaku v. attach, graft, add on, put on, append, superimpose; add a new part or piece to something).
  • VaGungu vanoti kuteeka (heap; put things in a pile). VaKaonde vanoti kuteeka (v. to cook) vachireva kubika.