Matoka izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Tanzania neDemocratic Republic of Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Kelvin Matoka; Brian Matoka; Robert Matoka; Simon Matoka.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLunda vanoti matoka (n. purity - i.e. white).
  • Lunda vanoti malwa (n. misfortune - i.e. black) kureva munyama.