Dehwe
(runangakatsva kubva kuMatoo)
Dehwe (kureva raw hide) kana debge zvinoreva ganda remhuka zvikurusei mhuka huru dzinowanikwa pamusha uye musango. Matehwe emhuka anoshandiswa kugadzira zvipfeko zvinoti: shangu; bhutsu; mabheki; mabhachi; zvigaro nezvimwewo zvinhu.
Dehwe rakanhadzirwa kuti richishanda kuruka mbatya kana shangu rinonzi chikumba.
Gwivi (1.Tough, hairless hide. 2. Animal with such a hide e.g. elephant). Rega kuvata mubvumburukatu, muviri wako unozova gwivi: do not sleep on a dusty floor, your body will become with a hide like an elephant's.
Doo, dovo kana matovo (treated skin or hide of an animal). Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatoo.
Tsumo
chinjirudzaKurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mambo Mwari wakaitira Adhamu nomukadzi wake mabhachi ematoo, akavafukidza: Also for Adam and his wife the Lord God made tunics of skin, and clothed them. (Genesis 3:21 Bhaibheri reChiNdau)
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti isikhumba (n.hide, skin, pelt; leather) kureva dehwe. Muenzaniso: isikhumba sengwe (a leopard's skin).
- VaBemba vanoti mukupo (n.hide, skin) kureva dehwe. Ko Chikupo? VaFwe vanoti ku-suka (n. to soften a skin).
- VaKikuyu vanoti njowa kana rowa (n.hide) kureva dehwe. Xilenge vanoti dovo kana cidovo (n. leather) kureva dovo.
- Herero vanoti omukova (n. skin, hide) kureva dehwe. Mamwe mazwi: tandaura omukova (stretch the skin).