Matuka sezita
Matuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Reagan Matuka; Louis Matuka; Tresor Matuka, Thandiswa Matuka.
- Mazita ari pedyo: Matuke.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.