Maungwe

Kune nzvimbo inonzi Maungwe iri kwaRusape pedyo neDevedzo

Chiwungwe (clump of trees on plain ; uninhabited place). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mawungwe kana Maungwe?

Mazwi eBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweYao vanoti ungwe (very old age).