Mazaya eChando

(runangakatsva kubva kuMazaya)

Mazaya kana mazaya echando (ice) zvinoreva mvura yakagwamba nokuda kwekutonhora kwechando. Mazaya anoitika kana hujoto hwasvika pana zero dhiriyi. Vamwe vatauri vanoti chero.

Mazwi eBantu chinjirudza