Mazengera sezita
Mazengera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Nellie Mazengera; Mayeso Mazengera; Kudzai Mazengera; Joseph Mazengera.
- Mazwi ari pedyo: Zengera sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo vanoti kuzengela (be prejudiced).